Svetuka kuchirochemo

Chiposhi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChimodzi)

Chiposhi, chimodzi, chimotsi kana chiposi chipotsi (First of a series) apa kureva chinhu chechiposhi.

  • Mazwi anoti motsi; posi, poshi haasiwo anoshandiswa pakutaura huwandu hwezvinhu. Aya mazwi anoshandiswa pakurava sokuti: poshi, piri; tatu; ina; shanu; zvichingodaro.
  • Imba yechimotsi iyo yakavakwa nababa vangu.
  • Kabodzi, zvinoreva kuita kamwe -once.
  • Ndodzamura nzungu dziri murusero: I am going to take nearly all the nuts in the winnowing basket.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kimbundu vanoti lua kamoxi (the first time) kureva kechiposhi kana chimotsi.
  • VaGulu vanoti ku-longola (aforehand). Muntu wa kulongola (the first man).
  • VaGulu vanoti -a kulongola (first) kureva chokutanga, pekutanga etc.
  • VaBukusu vanoti eendweela (one - in counting or arithimetic).