Chimanya

Kubva Wikipedia

Chimanya izita rinowanikwa muZimbabwe. Tarisai chinyorwa chinonzi kumanya kuti munzwisise zvangadaro zvichidudzwa nezita iri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWanga vanoti okhumanya (know, acquire knowledge) kureva kuziva kana kuwana ruzivo. VaLenje vanoti kumanya (cause to meet, bring together) vachireva kuunza pamwe.
  • VaGiryama vanoti mumanyi wangu (one who knows me) kureva munhu anondiziva.VaGiryama vanoti mumanywi (acquaintance of mine) kureva munhu wekuziva.
  • MaZulu vanoti amanya (Private or unpleasant things).