Kumanya
Mataridziko
- Kumanya kumanika kana kupanika (Hold between two surfaces).
- Kumanya (To ridge) Vechinyakare vaimanya mapfunde nemhunga namatika: the people of former times used to ridge sorghum and bulrush millet with digging-sticks used as hoes.
- Kumanya (Pinch) Nzira yakasvika pakamanyana: the path reached a narrow place.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti kumanya (cause to meet, bring together) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva kuunza pamwe. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Chimanya?
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
