Chikwanda

Kubva Wikipedia

Chikwanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Paul Chikwanda; Tendai Chikwanda; Farai Chikwanda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Venda inoti khwanda (n. animal feet; hoof) kureva hwanda.
  • Maconde inoti likwanda kana Chikwanda pakuwanda (scar) kureva vanga.
  • Kagulu inoti kwanda (first) kureva chekutanga. VaNyakyusa inoti kwanda (first).
  • Kagulu inoti kuanda kana kwanda (v. to love, to like) kureva kuda.