Mhosva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChikerema)

Shoko rokuti mhosva rinoreva chakaipa chakaitwa chinosungisa kana chinorangwa pamberi pedare remhosva. Vamwe vatauri vanoti mhaka.

  • Tendeso (Proof)..
  • Kaura kana Kukaura (to stop doing an undesirable thing, often as a result of punishment or reprimand). Wakaura wanga wajaira kuba nhumbi dzevanhu.
  • Kunyunyuta kana kutsutsumwa (doubt).
  • Kuridzira munyere (exculpate - show or declare that (someone) is not guilty of wrongdoing) vachireva kupembedza.
  • Kukwenhaidza (to lower in dignity; dishonor or disgrace) apa kureva kuderedza munhu, kumuzvidza, kana kumunyadzisa mukuona kwevanhu.
  • Makwenha rikagova zita remunhu.
  • Mhatsukwa? (Disagreement) apa zvichireva kupesana mukufunga kana kutaura. Pamwe toti kuita mhatsukwa.
  • Kumanga, kumangwa (to tie, bind, arrest) apa kureva kusunga kana kusungwa.
  • Kumana (to oppress) apa zvichireva kuva nerumano.
  • Ndevo (a case, matter, blame) apa kureva nhau ine mutauro ungava waunzwa padare kana ine kusawirirana. Izwi iri rinonva pakuti kureva.
  • Kunyisa (to convict, give a verdict against) apa kureva kutema mutongo wemhosva yakaparwa yatsarukana padare.
  • Kutema Nyiyo kana nyiyo (to take property from a village where one has a debtor and publish it inorder to get pressure on the debtor so that he pays debt thereby redeeming what was taken) apa kureva kutora nhumbi kubva mumusha memunhu ane chikwereti, wochizvishambadzira nechinangwa chokuti uyo ane mungava asundwe kusvika pakuripa mungava wake, nokudaro achibva adzikinura nhumni dzanga dzabatwa.
  • Kunenedzera (blame falsely, accuse falsely) Rega kunenedzera mwana uyu, nokuti haasiri iye wandakaona achibuda mubindu.
  • Kutseura kana kutsewura (blame, reprove, scold).
  • Kutsera (to be prejudiced against; to like one person less than anothet and act accordingly).
  • Kutanhuridza (to pass on something).
  • Mhinzamurandu kana gwiro (Fee by which hearing of plaintiff's case is obtained).
  • Makuku (1. Breach of etiquette - mutongondyo, 2_Fine for such an offence). Ndabata makuku: I admit that I have been disrespectful.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Rutsiva (retribution; vengeance). Kutsiva (to revenge, avenge).
  • Unapo panopinda gonzo muswe uchimangwa. (You have a place where the rat goes through, but its tail sticks fast) - apa kureva kuti uri kutaura manyepo kana kuti pane zvauri kuvanza.
  • Kupesva, kupesvera (incite) apa kureva kufurira kana kukuridzira vanhu kuti varwe zvibhakera.
  • -chera, -tsera (prejudiced against) zvichireva kava nedivi rawakarereka zvisina kunakira munhu kana chinhu chiri mudariro renuaya.
  • Chitsetserero, mhumha kana mhumha (scapegoat) zvichireva mhuka inorasirirwa zvivi zvemunhu, zverudzi kana zvemusha. Izwi ringashanda kutaura munhu kana chinhu chiri kunenedzerwa mhosva yachisina kupara.
  • Bera (ideophone of sitting in a forbidden place). Zvawakati bera mumba mangu wapinzwa nani?
  • Kukorokodza (1. Sift evidence, 2. Examine critically. Search for matter to incriminate someone - kutsonyopodza; 3. Cross-examine.
  • Kuchajamara (Project upwards or sideways. Stick up or out). Nyaya yachachamara: the case is still unsettled.
  • Jida (Evil done in return). Kuhwiridza jida: return evil for good. Kuhwiridzana jida: take revenge on one another.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mhosva haiori. A court case never decays.
  • Mhaka haina dongo. Crime is not an abandoned village.
  • Mhosva inorondwa hakuna mhosva yakaita honye. A case has to be traced; not even one has become worm-eaten.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]