Rumano

Kubva Wikipedia

Rumano (strictness, discipline, pester, oppress) kureva munhu asingatendere musakanzwa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chiketa ane rumano: Chiketa is very strict.
  • Vanogara vachindimana: they pester me with their continual orders, prohibitions and directions.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichida mazwi ekuti, rumano kana kumana anokwanisa kuturikira chinonzi policy kana policing kuEnglish?

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zvino nyoka yaiya nourimbwi kupinda zvikara zvimweni zvomushango zvaakaita Mambo Mwari: Now the serpent was more crafty than any wild animal which Adonai, God, had made. . (Genesis 3:1 kubva muBhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti kumana (to grudge, withhold, be inhospitable, be unwilling to share).