Svetuka kuchirochemo

Bera

Kubva Wikipedia

Bera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Bera; Adrian Bera; Bryan Bera; Solomon Bera.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Bera (ideophone of sitting in a forbidden place).
  • Zvawakati bera mumba mangu wapinzwa nani?
  • Vanhu vane zita iri: Solomon Bera; Cathrine Bera; Adrian Bera.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaGanda vanoti bera (be; remain; stay) kureva kusara. Mamwe mazwi: bera (help; assist) kureva kubatsira.
  • VaZigula vanoti bera kana kubera (despise, scorn; denigrate, disparage, belittle, malign, sass, snub, deprive).
  • Sangho vanoti bere (v. lurk - to lie or wait in concealment) kureva kuhwandira. Mamwe mazwi: berengo (v. lurking).
  • Gbeya vanoti bera (n. cleared portion of land, expansive place). Mamwe mazwi: bera-fo (n. cleared garden plot).
  • Kikongo vanoti bela (n. a part, piece) kureva chikamu. Mamwe mazwi: bela-bela (adv. in pieces, to pieces, to shreds).
  • Bushong vanoti bela (v. to be sick) kureva kurwara.