Svetuka kuchirochemo

Bongo sezita

Kubva Wikipedia

Bongo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Bongo (hyena) imhuka inonzi bere.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Makonde inoti libongo kana mabongo (foetus or fetus) kureva mwana ari munhumbu. VaYao vanoti lipongo (a foetus) vachireva mwana ari munhumbu.
  • VaGiryama, VaNgala neVaSwahili vanoti bongo (n. brain) kureva huropi.
  • MaZulu vanoti amabongo (n. Insolent behaviour). Muenzaniso: Amabongo avela muva kusuthiwe (People become insolent when their bellies are full).