Bhondi yeGombedzanwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Pfundo yeGombedzanwa re H2 (kurudyi) riri kuumbwa kune mahatomu esikamanzi (haidhirojeni) ari kugovana mhodzigetsi mbiri.

Pfundo yegombedzanwa (ku Chingezi: covalent bond) kana bhondi yegombedzanwa mashoko anoshandiswa kuChemishonga. Bhondi yegombedzanwa inoitika kana mahatomu maviri achiumba mamorekuru rimwe nenzira yekusheya mhodzigetsi mbiri, kuatomu rimwe nerimwe kuchibva mhodzigetsi imwe iri mugokerero rekunze.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Valence - izwi iri rinoshandiswa kuchemishonga richireva kuti 'the quality that determines the number of atoms or groups with which any single atom or group will unite chemically' kana kuti 'combining power of an element relative to the standard hydrogen atom'. Izwi iri rakaumbwa kubva kuChiratini inoti valentia kureva Strength or capacity.

VaShona vanoti hombarume vachireva strong man. Izwi rokuti gombwe rinoreva rich, influential man. Saka ipapa pane kutodzana nezvinorehwa nezwi rokuti valence kana valency.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti eshiungo (a join). VaSwahili vanoti chiungo (organ, body part) kureva mutezo wemuviri.
  • VaGwere vanoti buyungiro (joint; point of connection where 2 things link together). VaGwere vanoti kuyunga (join, attach, connect, link).
  • Giryama vanoti kulunganya (to connect) kureva kubatanidza. Herero vanoti oupenda kana ouvande (n. valour).
  • VaDigo vanoti unga (to join, to unite). VaDigo vanoti ungo (a joint of the body, the body as a whole, and in particular the back; figuratively used of a tree bearing fresh fruit).
  • MaZulu vanoti ubuzima (n. Heaviness, weight; importance; difficulty) kureva huremu kana kugozha. Mamwe mazwi: -zima kana nzima ( strong, forcible, Heavy. weighty, difficult, important. ).