Hukomba hweNhangande

Kubva Wikipedia

Pachinyorwa chino tichati Hukomba hweNhangande kuturikira chinonzi valence kana valency kuChemistry.

Kududzira Valency[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • In Chemistry, valency is the quality that determines the number of atoms or groups with which any single atom or group will unite chemically or the combining power of an element relative to the standard hydrogen atom.
  • Izwi rokuti valency rakaumbwa kubva kuLatin inoti valentia kureva Strength or capacity.
  • Takatarisa ChiShona, tinoona izwi rokuti Chikombarume rinoreva strong man; kune mazwi anoti gombe kana gombwe anoreva rich, influential man. Mazwi matatu aya anoreva kuva nesimba, saka ari kutodzana nezvinorehwa nezwi rokuti valence kana valency.
  • Valency inodudzirwa ichinzi hukomba hwenhangande.
  • Zvakanaka kuonesana kuti hukomba hwenhangande hunopimwa zviri maringe nehydrogen.

Mamwe Mazwi Akaturikirwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvimwe Zvinyorwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]