Svetuka kuchirochemo

Baomba sezita

Kubva Wikipedia

Baomba izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Pesible Baomba; Baomba Lifekete; Baomba Kilonga; Baomba Fils Bosongo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaBemba vanoti baomba (n. choir kureva kwaya.
  • VaFwe vanoti ku-omba (to play an instrument) vachireva kuridza chiridzwa. Chopi vanoti kuwomba (v. to speak).
  • Chewa inoti kuomba (v. shake, beat or rattle; sound a trumpet; blow a horn; ring a bell; beat a drum; clap the hands; thresh corn).
  • Maconde vanoti -omba kana -womba (v. beat a drum, fire a gun, blow a horn, flute) kureva kuridza.