Cameroon

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
République du Cameroun
Republic of Cameroon
Cameroon
Flag of Cameroon.svg Coat of arms of Cameroon.svg
National motto: Paix – Travail – Patrie / Peace - Work - Fatherland
LocationCameroon.svg

Cameroon inyika iri muAfrica iri kumadokero kweDunhu rePakati peAfrica.

Nyika dzakakomberedza Camerron dzinoti: Nigeria kumadokero; Chad kumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva; Central African Republic kumabvazuva; nekuchamhembe kune Equatorial Guinea, Gabon, neRepublic of the Congo. Cameroon ine zita remadunhurirwa rokuti Africa doko nokuda kwehuwandu hwevanhu vakasiyana tsika nemagariro uye uwandu hwezvishongo zveketanyika. Nyika iyi yakashongedzwa nezvinoti: makomo, masango anonaya mvura; makura uye magwenga. Nzvimbo iri pakanyanya kukwirira ndiro Gomo reCameroon riri kuchamhembe kwakadziva kumadokero. Maguta makurusa ndiwo anoti Douala, Yaoundé neGaroua. Cameroon ine mapoka endimi dzinotaurwa anodarika 200.

Nyika iyi inozivikanwa nokuda kwemhando yayo yemimhanzi kunyanya makossa nebikutsi uye chikwata chenhabvu chine mukurumbira wekugona nhabvu. French neEnglish ndiyo mitauro yekumahofisi.


Africa
Algeria | Angola | Benin | Botswana | Burkina Faso | Burundi | Cameroon | Cape Verde | Central African Republic | Chad | Comoros | Democratic Republic of the Congo | Republic of the Congo | Côte d'Ivoire (Ivory Coast) | Djibouti | Egypt | Equatorial Guinea | Eritrea | Ethiopia | Gabon | Gambia | Ghana | Guinea | Guinea-Bissau | Kenya | Lesotho | Liberia | Libya | Madagascar | Malawi | Mali | Mauritania | Mauritius | Morocco | Mozambique | Namibia | Niger | Nigeria | Rwanda | São Tomé and Príncipe | Senegal | Seychelles | Sierra Leone | Somalia | South Africa | South Sudan | Sudan | Swaziland | Tanzania | Togo | Tunisia | Uganda | Zambia | Zimbabwe