Maodzanyemba kwakadziva kuMabvazuva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva)

KuMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuva (North East in English) ndirwo rudzivo rwunoti kana munhu akatarisa kuMaodzanyemba, anofanira kutenderera gonya rinokwana 45o achinanga kuMabvazuva. Rudzivo urwu rwuri 45o kubva kuMaodzanyemba, uye 45o kubva kuMabvazuva.

Kana potaurwa muchidimbu kunonzi kuMabvazuva kweMaodzanyemba.