Angola

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Angola
National motto: Virtus Unita Fortior

Angola (Chiputukezi: República de Angola) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Angola, inyika iri kuchamhembe kweAfurika, inoganhurana ne Namibhiya iri kuchamhembe; Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo kumaodzanyemba; Zambia kumabvazuva; ne Gungwa re Atlandiki kumadokero.

Gutaguru reAngola rinonzi Luanda. Chimwe chikamu chiduku cheAngola chinonzi Cabinda chinoganhurana neRudhende rwe Vukongo ne Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo.

Vanhu vekuAngola vanonzi Vaangola asi munhu mumwe anonzi Mwangola/Muangola.



Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze