Madunhurirwa

Kubva Wikipedia

Madunhurirwa (Nickname, Exaggeration in speech) zvinoreva kutaura kwekupembedza kunowedzeredza nezvisipo. Kutaura ukun kungava mukudetemba kana muzita rinopihwa munhu. Sokuti munhu anokwanisa kunzi Kilimanjaro nokuti anozvuva zvibhakera asi iye asingasvike pakugona kurwa saKilimanjaro wembiri.

Vamwe vatauri vanoti zita musere - apa kureva nickname (friendly) - iyi inganzizwe petname.