Zimba sezita
Mataridziko
Zimba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Felix Zimba; Nicholas Zimba; Matthew Zimba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaTakwane vanoti zimba (n. aardvark) vachireva hweru.
- MaZulu vanoti ilizimba kana amazimba pakuwanda (n. Ear of corn) vachireva muguri wechibage.
- MaZulu vanoti ilizimba kana amazimba pakuwanda (n. whole corn plant - of maize, sorghum, sweet-recd, etc.) vachireva dzinde rechibage, mapfunde kana ipwa etc.