ChiYedina
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuYedina)
Yedina kana Buduma mutauro weAfrika unowanikwa mumatunhu akakomberedza Lake Chad munyika dzinoti: Chad, Cameroon neNigeria.
- Yedina inoti baba (n. aunt; stepmother) kureva mukadzi wababa.
- Yedina inoti bala (prep. without) kureva pasina.
- Yedina inoti bâlimi (n. weapons) kureva zvombo.
- Yedina inoti bandama (n. fisherman) kureva muredzi.
- Yedina inoti banda (n. smoked fish) kureva hove yakapfungaidzwa.
- Yedina inoti barema (n. farmer) kureva murimi.
- Yedina inoti bori kana buwi (adj. free) kureva kusungunuka.
- Yedina inoti boro (n. tears) kureva misodzi.
- Yedina inoti bugu (adj. stérile) kureva chisingabereke.
- Yedina inoti cari (n. old man) kureva harahwa.
- Yedina inoti ciri (n. brother; sister; cousin).
- Yedina inoti danga (n. step; pace; footstep) kureva nhano.
- Yedina inoti dokol (n. time when mosquitoes are too many) kureva nguva inowanda humhutu.
- Yedina inoti dongo (n. winding). Mamwe mazwi: dono (n. strength; struggle).
- Yedina inoti dûlulu (n. centipede; millepede) kureva zongororo.
- Yedina inoti fam (n. intelligence) kureva hungwaru. Mamwe mazwi: fama (adj. intelligent).
- Yedina inoti felele (1. welcoming 2. cheerful). Mamwe mazwi: fini (v. contributor).
- Yedina inoti fende (adj. flat; level; thin; plate). Fananidzai nokuti fendefa.
- Yedina inoti gaba (n. cabin of a vehicle). Mamwe mazwi: gala (n. tips; advice).
- Yedina inoti gudo (adj. even; same; selfsame). Mamwe mazwi: Mamwe mazwi:
- Yedina inoti hania (n. trade; job; profession). Mamwe mazwi: hara (adj. from the south).
- Yedina inoti ham (n. rope used to tie the legs of a cow while milking). Mamwe mazwi: ham (adv. exactly).
- Yedina inoti hera (adj. kindly) kureva mutsa. Mamwe mazwi: jama (n. surroundings).
- Yedina inoti holo (n. reconciliation) kureva kuyanana. Mamwe mazwi: jole (adj. multicolored).
- Yedina inoti jere (n. truth) kureva chokwadi. Mamwe mazwi: jerema (n. honest person).
- Yedina inoti kuru (n. firstborn) kureva dangwe. Mamwe mazwi: manda (n. salt).
- Yedina inoti marama (n. village chief) kureva sadunhu.
- Yedina inoti sâbi (1. always 2. during; 3. long time).
- Yedina inoti siasa (n. Politics) kureva matongerwo.
- Yedina inoti yel (n. eye) kureva ziso. Mamwe mazwi: