Vhangeri ra Mako

Kubva Wikipedia
<<<< Mateo >>>> Ruka

Vhangeri ra Mako (kureva Zvidzidziso zva Mako) ivhangeri rechipiri pakati pemana emuBhaibheri reChikristu uye riri muchikamu chemavhangeri matatu echipfupiso. Rinotaura nezve ministri ya Jesu kubva kubhabhatidzwa kwake na Yohane Mubhabhatidzi kusvika kurufu rwake, kuvigwa kwake uye nokuwanikidzwa kwe rinda rake risina chinhu. Rinorakidza Ishe Jesu semudzidzisi, mubvisi wemashavi, murapi, uye muiti weminana. Aizvidana Mukororo weMurume, uye achidanwa wo nevanhu seMukororo wa Mwari, asi akachengetedza huruishe hwake setsvitso; kunyangwe vateveri vake vakatadza kumunziwisisa. Vhangeri iri rinopera, muvhezheni youmodza, nekuwanikidzwa kwe rinda risina chinhu, chigondi chekuzosangana zve muGarirei (kureva Galilee), uye nemurairo usina kutevedzwa wekupembera nhau yakanaka yeRumuko rwa Ishe Jesu.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]