Mberembere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mberembere (secret in English) zvinoreva chiitiko chiri kuitwa kana mashoko ari kutaurwa achivanzwa kuti zvasazivikanwe neruzhinji rwevanhu.

Tsika[chinja | edit source]

MuBhaibheri David akaita kaverevere kupinda pamusasa wamambo Saul akatora kapu yainwirwa namambo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti otyihorekua kana omahorekero (secret).
  • VaHerero vanoti horeka (keep secret). Vanobva vati ohorekero (secrecy).