Svetuka kuchirochemo

Vhangeri ra Ruka

Kubva Wikipedia
<<<< Mako >>>> Johani

Vhangeri ra Ruka (kureva Zvidzidziso zva Ruka) ivhangeri rechitatu pakati pemana emuBhaibheri reChikristu uye riri muchikamu chemavhangeri matatu echipfupiso. Rinotaura nezve mavambo, kuzvarwa, ministri, rufu uye kuzuruka kwa Ishe Jesu. Pamwe ne Zviito zve Vatume, dzinosika basa rine mavhuryumu maviri anodanwa nevaskola kunzi Ruka–Zviito, anotora 27.5% yehuwandu hwe Testamende Ritsva. Mabasa aya akasanganiswa anopatsanura nhoroondo ye Zanagore-Rokutanga reChikristu mughamurwa[C 1] nhatu, vhangeri richitora zvikamu zviri zvaro okutanga – hupenyu hwa Jesu Muishe kubva pakuzvarwa pake kusvika pakutanga pedonzvo rake mukusanga kwake naJohani Mubhabhatidzi, kuteverwa kwake ne ne ministri yake nezviitiko zvinosanganisa Kuparidza kwa Jesu paMukwidza[C 2] ne Miropafadzo[C 3], uye shungu, rufu, ne rumuko rwake.

Mabviro eruzivo:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. stages.,
  2. Sermon on the mount.,
  3. beatitudes.,