User talk:Masiziva

Zvirozvemo zvezanhi hazvitsigirwe mumimwe mitauro.
Kubva Wikipedia

Tinotenda nebasa ramuri kubata paShona Wikipedia, ngati pfuurire mberi tiumbe denhe renyaya mururimi rwedu rweShona. Ndinoedza kunyora zvine chekuita ne: Science; mazita evanhu uye kucherechedza kufanana kweShona nemimwe mitauro yeBantu. Ndiri kubatawo mitauro yemuAfrika isiri Bantu ndichiwana mazwi anotodzana neShona - pari zvino ndabata mitauro inosanganisira Bambara; Tunen, Tubdhaawi etc. Mutsvakurudzo yandakaita kumutauro weKimbundu ndakasangana nezwi rinojekesa kuti Mwari zvinorevei. Ndinofara zvikuru ndichiona kubatana kwemitauro yeBantu.

  • Kimbundu vanoti muari (n. boss, master, lord, sir, superior; elder; house owner, big, old) kureva tenzi. Fananidzai nokuti Mwari?
  • Kimbundu vanoti muene (owner), kureva mwene. Izwi iri ndaisa kuti tijekese orthography yeKimbundu.

Ndafara chaizvo

Zvinyorwa Zvitsva[chinjirudza mabviro]

Pfuurirai mberi nekunyora mashoko amunonzwa emadudziro eChishona sezvamareva. Pakutanga takambonentseka, Wikipedia ichida kuvhara peji reShona nenhau yekuti zvinyorwa zvaiva zvishoma. Saka ndinoti kuwanda huuya, denhe rezvinyorwa ngarikure.

MaFoto eMichero[chinjirudza mabviro]

Kana muine foto dzinotaridza michero inowanikwa muZimbabwe ndinokumbira muise pamapeji ane chekuita nemuchero iyoyo. Pari zvino ndakawana foto dzine mazhanje, nyani netsvanzva. Ini ndiri kunze kwenyika kuNorth America saka foto dzemichero yekumusha handikwanise kudzitora ndega. Foto dzandakaisa pano ndinodziwana kubva kune vamwe.

Translation request[chinjirudza mabviro]

Hello.

Can you translate and upload the articles en:Azerbaijanis and en:Azerbaijani language in Shona Wikipedia?

Yours sincerely, Multituberculata (talk) 10:41, 26 Gumiguru 2021 (UTC)Pindura[mhinduro]

Hello and good afternoon,
No problem at all, the page will be translated.
Kind regards,
Tsvarakadenga. Tsvarakadega (talk) 05:13, 27 Gumiguru 2021 (UTC)Pindura[mhinduro]
Thank you very much for the new articles and all the best! Multituberculata (talk) 20:08, 29 Gumiguru 2021 (UTC)Pindura[mhinduro]

User interface translation[chinjirudza mabviro]

Hi!

I've noticed that you are a major contributor in the Shona language. This is fantastic! Thank you for your work!

There's one thing that is quite necessary for better functioning of the Shona Wikipedia: translating the user interface. Currently, most of the interface appears in English, and even common buttons like "Edit", "Cancel", and "View history" are not translated into Shona.

This translation is done on the website https://translatewiki.net . Can you please go there and create an account? I'll give you full translation rights, and guidance about translation. You already have translation experience, for example on the Wikimania website, so it will be very easy for you.

Thanks! Amir E. Aharoni (talk) 13:55, 28 Kurume 2023 (UTC)Pindura[mhinduro]

Hi Mr Amir,
No problem, I would be happy to contribute to what I am able to, thank you for taking your time to write this message and letting me know. Masiziva (talk) 14:13, 30 Kurume 2023 (UTC)Pindura[mhinduro]
Hi again,
I created an account, just awaiting permission to edit. Thanks. Masiziva (talk) 16:28, 30 Kurume 2023 (UTC)Pindura[mhinduro]