Munyani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNyani)
Nyani dzakaibva

Munyani kana mugoriondo (n. Friesodielsia obovata) muchero unowanikwa muZimbabwe unoibva uine ruvara rutsvuku. Muchero uyu unotapira pamwe nekuvavirira. Mudunhu reMadziva kuMashonaland Central muchero uyu unowanikwa uchikura mugomo munzvimbo dzine matombo.

Mamwe Mazita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yaAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele vanoti amavunkuvunku kana Umkonzombo (n. Popowia obovata) kureva nyani.
  • ChiTonga vanoti nkukuma kureva nyani.