Tubdhaawi

Kubva Wikipedia

Tubdhaawi kana Beja mutauro unowanikwa kunyika dzinoti Egypt, Sudan neEritrea.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tubdhaawi vanoti baba (n. father) kureva baba.
  • Tubdhaawi vanoti damba (n. lizard) kureva dzvinyu. Fananidzai nokuti chidhambakura?
  • Tubdhaawi vanoti šākwḁ (n. shepherd) kureva mufudzi wemakwayi.
  • Tubdhaawi vanoti šambo (n. eczema, ringworm).
  • Tubdhaawi vanoti šimbili (n. fungus). Fananidzai nokuti dzimbiri.
  • Tubdhaawi vanoti šambīri (n. pelican).
  • Tubdhaawi vanoti šamburḁ (n. mist; cloud) kureva mhute kana makore.
  • Tubdhaawi vanoti šanha (n. work; occupation).
  • Tubdhaawi vanoti tora (n. seed) kureva mbewu.
  • Tubdhaawi vanoti willa kana wirra (quickly). Fananidzai nokuti kuviruka.
  • Tubdhaawi vanoti gabila (n. tribe) kureva rudzi.
  • Tubdhaawi vanoti gud (n. crowd). Fananidzai nokuti guru?
  • Tubdhaawi vanoti sib (n. direction). Fananidzai nokuti kwakadziva kumadokero?
  • Tubdhaawi vanoti sera (n. back; posterior surafce). Fananidzai nokuti seri kana kuseri?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tubdhaawi vanoti beri (n. immigrant) munhu akatamita panzvimbo.
  • Tubdhaawi vanoti baša (n. governor, any senior government official).
  • Tubdhaawi vanoti dala kana gabir (n. forest) kureva sango.
  • Tubdhaawi vanoti dambi (n. thigh; palm of hand) kureva chidya kana chanza.
  • Tubdhaawi vanoti damarra (n. gold) kureva ndarama.
  • Tubdhaawi vanoti falani (n. butterfly).
  • Tubdhaawi vanoti gabala (adj. front; in front of you) kureva kumberi.
  • Tubdhaawi vanoti gofi (n. blood blister).
  • Tubdhaawi vanoti galla (n. notch).
  • Tubdhaawi vanoti gana (n. riches) kureva hupfumi.
  • Tubdhaawi vanoti gara (n. village, yard, enclosure) kureva musha.
  • Tubdhaawi vanoti halal (legitimate) kureva zviri pamutemo.
  • Tubdhaawi vanoti kofi (n. back or head or neck) kureva gotsi.
  • Tubdhaawi vanoti kotana (n. smith) kureva mupfuri.
  • Tubdhaawi vanoti kwalala (n. circular object).
  • Tubdhaawi vanoti liban (n. incense) kureva rubhani?.
  • Tubdhaawi vanoti masa (n. buttermilk).
  • Tubdhaawi vanoti nowara (n. lime).
  • Tubdhaawi vanoti sib (imply by hand).
  • Tubdhaawi vanoti šekḁ̆ kana šekwḁ (n. complaint).


[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Afroasiatic/Cushitic/Beja%20Dictionary.pdf