Udorongodzwa hwe michero

From Wikipedia

Peji rino ndere udorongodzwa hwe michero

Mazita eMichero Pahuwandu Mazita eMichero Pahuwandu
  • Nhengeni
  • Nhunguru
  • Mahubva
  • Masawu
  • Mipfura
  • Nyii
  • Mahacha
  • Nzambara
  • Matohwe
  • Matamba
  • Tsambati
  • Masusu
  • Makute
  • Madhorofiya
  • Masekesa
  • Mazhanje
  • Maroro
  • Matufu
  • Mauyu
  • Mananazi
  • Mahovho, mahovo, mahobho, mahobo
  • Mufigu
  • Manachisi
  • Maranjisi
  • Manzana
  • Mukiwi
  • Mukotopeya
  • Mumango
  • Mukotopeya
  • Musheri
  • Mugwavha

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]

Ma-ringi ekunze[chinja | edit source]

Mapeji e paWikipidhiya[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo:[chinja | edit source]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2021-11-23. Retrieved 2021-11-23.