Chinanazi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNanazi)
Chinanazi kana nanazi (Pine Apple) muchero unotapira unorimwa mumunda zvikurusei kunyika dziri kuSouth America. Izwi rokuti chinanazi rinobva kuPortuguese inoti ananas.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMambwe vanoti inanazi (a pineapple) kureva chinanazi. VaSwahili vanoti nanasi (n. Pine Apple) kureva chinanazi.
- VaTsonga vanoti xihenge (n. pineapple) kureva chinanazi. Xilenge vanoti ciketa (n. pineapple) kureva chinanazi.
- VaZigula vanoti ananasi (Pineapple) vachireva chinanazi. VaGwere vanoti manaynyasi (Pineapple) vachireva chinanazi.
- VaMaconde vanoti chikoo, chikowo kana vikoo (n. pineapple) vachireva chinanazi.
Mudariro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]-
A pineapple being prepared by a roadside vendor in Hainan, China
-
A pineapple
-
Pineapple detail
-
Pineapple leaf detail