Mususu
Mataridziko
Mususu (n. Terminalia sericea) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe neSouth Africa. Muti uyu unoita maruva eYellow anobuda kubva September kusvika January. Vamwe vatauri vanodana muti uyu namazita anoti mangwe; mutabvu; kana mukonono.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muti uyu unonzi unorapa zvmwe zvirwere zvepabonde.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Venda vanoti mususu (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono. BaPedi vanoti mogonono kureva mukonono.
- IsiNdebele vanoti Umangwe (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono.
- VaTsonga vanoti nkonono kana konono (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono.
Zvakakochekwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=142210