Svetuka kuchirochemo

Udorongodzwa hwe mashoko eChishona akabva kuChiswahiri

Kubva Wikipedia
  • Bhahari - rakabva pashoko rokuti Bahari, uye Vaswahiri vakaritorawo kubva kuChiarabhu. Shoko iri raishandiswa kudhara kazhinji, rinotsauranisa gungwa (ocean) ne bhahari (sea).
  • enewo; enevo kureva teritori. tarisai futi wenewo kana venevo.
  • Rhangi - kureva chroma; chrome rakabva pa chirevo cheshoko rokuti rangi.
  • Unga - kureva gunpowder.
  • Uzima - tarisai vuzima.
  • umarika; umalika - kureva mornachy kubva pa malika.. Asi shoko ringa shandiswa iuvumambo (reChishona).
  • Vuzima, uzima, - kureva existence
  • viraya - tarisai futi wiraya kureva kuti "district"
  • wiraya kana viraya, kureva "district"

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. "Archive copy". Archived from the original on 2021-09-28. Retrieved 2022-04-29.