Rhozi
Hupango muSainzi | |
---|---|
Muvuso: | Udzinde (Plantae) |
Bazu: | Tracheophytes |
Bazu: | Angiosperms |
Bazu: | Eudicots |
Bazu: | Rosids |
Raya[2]: | Rosales |
Mhuri: | Rosaceae |
Dzasimhuri: | Rosoideae |
Dzinza: | Roseae |
Mbari: | RosaL. |
Rudzi | |
Tarisai: Marudzi eMavaridha | |
Izwifanana | |
Hulthemia Dumort. ×Hulthemosa Juz. (Hulthemia × Rosa) |
Rhozi (Nge.; rose Swa.: waridi; mwaridi) kana Varidha (kutora izwi reChiswahili ne Chiarabhu) imhando yeruva rakasvoinaka rinokura padzinde rine minzwa. Marhozi anoita maruva ane ruvara rwunosiyana siyana.
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Zita rokutanga uye rechimodza riri kushandiswa pano irhozikutora shoko re Chingezi rose. Shoko rechipiri rinogona kushandiswa ndi varidha ririkutorwa kubva kuChiswahiri. Rakabva kuChipezhiya nekuda kweMaarabhu
Zita rekuti rose rinobva kuChiratini rosa, iro raigona kunge rakakweretwa kubva kuChihoskani (Oscan), kubva kuChigiriki ρόδον rhódon (Chieyoriki (Aeolic) βρόδον wródon), iyo pachayo yakakweretwa kubva kuChipezhiya chekare wrd- (wurdi), inoenderana kuneChiavhestani (Avestan) varəδa, Chisogidhiya (Sogdian) ward, Chiparitiyani (Parthian) wâr.[3][4]
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kingdom - Muvuso kubva kushoko rekuti Muvuso (kingdom; state)
- Clade (branch) - Bazu
- Order - Raya
- suborder - dzasiraya
- Family - Mhuri
- Subfamily - dzasimhuri
- Tribe - dzinza
- Genus - mbari
- Species - rudzi
- subspecies - dzasirudzi
Marudzi akaparadzwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Rosa banksiae , Varidha raMbenembe Bhengi (Lady Banks Rose)
- Rosa californica, varidha re Karifonia ( Rosa Californica )
- Rosa canina, Varidha Mbwa ( Rosa Canina "Dog rose" kana Briar Bush)
- Rosa carolina, Varidha re Karorina ( Rosa Carolina, Pasture Rose )
- Rosa chinensis, Varidha re Chayina (Chinese Rose)
- Rosa foetida, Varidha re Ostiria (Austrian Rose Austrian Yellow kana Austrian Briar)
- Rosa gallica, Varidha re Chifurenji (French Rose kana Gallic Rose)
- Rosa gigantea, Varidha Huru (Giant Rose)
- Rosa glauca, Varidha re Shizha-tsvuku (Redleaf Rose)
- Rosa laevigata, Varidha re Cherokee (Cherokee Rose, Camellia Rose or Mardan Rose)
- Rosa majalis, Varidha Sinamoni (Cinnamon Rose)
- Rosa minutifolia, Varidha Bhaja ( Baja Rose)
- Rosa moschata, Varidha re Maski (Musk Rose)
- Rosa multiflora, Varidha re Ruva (Multiflora Rose)
- Rosa pimpinellifolia, Varidha re skochi (Scotch Rose)
- Rosa rubiginosa, Varidha re Yuropu (Eglantine kana Sweet Briar)
- Rosa rugosa, Varidha re Japani (Rugosa Rose kana Japanese Rose)
- Rosa virginiana, Varidha re Vhejiniya (Virginia Rose)
Mavara eMavarhidha
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]-
Varidha reruvara huroro
-
Varidha reRanjisi
-
Varidha tsvuku
-
Varidha kiwani
-
Varidha chena
-
Varidha hute
-
Varidha tema
Mitauro ye Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chiswahili - Mwaridi kana Waridi[1]
- Chivhenda - Dzuvhu
- Chitsonga - Xiluva[5]
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ 1.0 1.1 sw:wiki, (1- Ndira 2018), 'Mwaridi' Yakatariswa: 10 Chikumi 2021
- ↑ VaShona, 9 Gunyana 2019, 'Order' Yakatariswa: 10 Chikunguru 2021
- ↑ American Heritage Dictionary of the English Language, Fourth Edition, s.v. "Rose"
- ↑ "GOL – Encyclopaedia Iranica". Iranicaonline.org. Retrieved 13 March 2013.
- ↑ 'Xiluva - rose' Yakatariswa: 10 Chikunguru 2021