Dausi

Kubva Wikipedia
Dausi jena

Dausi (nge. peafowl; peacock) kana chikidzamutsetsa sokutodza Chikaranga, izita rinjee re ndudzi nhatu dze shiri dze mbari ye Pavho ne Afurikapavho mukati me rusinga rwe msingapavho (Pavonini) ye mhuri ye Hamafesini (Phasianidae), mafesini ne vangani vavo. Dausi rechirume ndiro rinonzi dausirume kana pikoko paChishongrish, uye dausi rechikadzi rinonzi dausihadzi kunyangwe hawo matausi achizvarwa ne ubare wechirume ne ukadzi, anowanzo danwa ose achinzi "dausi" kana "pikoko" zvimwe, chero hadzi kana rume.

Zita rayo chimwe chikamu chemashoko eChishona akabva kuChiswahiri. Pahuwandu anonzi matausi, kufana ne Chiswahiri zve nekuti chinoshandisa mitemo ye mutauro imwe neye Chishona.

Dzasimhuri ye mhuri ye matausi inonzi gamofesini.

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvivaamberi zve Chingezi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mhuka ne madzinde dzinowanzo wa ne zvivakashure sezviri zasiyo:

  • -ini (inowanzo wanikwa pamasinga ezvifundwa) kuChishona chivakamberi ichi chirikududzirwa na msinga kana rusinga
  • -idae (rinowanzo wanikwa pa mhuri ezvifundwa) muChishona chivakamberi ichi chirikunzi hama
  • -inae (rinowanzo wanikwa pa dzasimhuri kana nyasimhuri ye zvifundwa) uye gamo (kubva pa Shoko reChimanyika rinoreva hama

Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • vangani kubva pamungani - kushandiswa kumirir ally
  • mafesini - pheasants