Unga
Unga (kureva gunpowder) kana vunga chiputsiko chechemshonga. Chinosanganisa sarifa (kureva sulphur), mrasha (mumhando ye rasha) uye Khafa azoteri (kana kaliwumi azoteri).
Mashoko okuziva:[chinja | edit source]
- sarifa, salifa kureva- sulphur -
- Azoteri - kureva chinonzi nitrate, kubva panhangande inonzi Azote
- Mrasha, murasha - kureva kabhoni zve.
- Kaliwumi, kana Khafa (kureva potassium sokutodza rishoko reChindau routi Safazonke, asi kunze kwekuti Safa, ririkunzi Khafa, nokuti chiratidzo chePotassium ndi-K).