Tsumba sezita
Mataridziko
Tsumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Malawi Uganda, neNigeria.
- Vanhu vane zita iri: Leonard Tsumba; Emmanuel Tsumba; Leo Tsumba; Sharon Tsumba, Mary Tsumba.
- Mazwi ari pedyo: kutsumba, Katsumba sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Chewa vanoti tsumba kana matsumba (a tuft of hair; crest an on a rooster) kureva muchochororo.
- Nyanja inoti tsumba (n. a crest). Mamwe mazwi: matsumba (little crests or bits of hair left; also in ridges; the crest of a bird).
- Nyanja inoti kumeta matsumba (to cut the hair leaving a crest down the centre) kureva muchochororo wevhudzi.