Svetuka kuchirochemo

Katsumba sezita

Kubva Wikipedia

Katsumba izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Wids Katsumba; Moise Katsumba; Fabrice Katsumba; Shukran Katsumba, Musa Katsumba.
  • Mazwi ari pedyo: kutsumba, Tsumba sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa vanoti tsumba kana matsumba (a tuft of hair; crest an on a rooster) kureva muchochororo.
  • Nyanja inoti tsumba (n. a crest). Mamwe mazwi: matsumba (little crests or bits of hair left; also in ridges; the crest of a bird).
  • Nyanja inoti kumeta matsumba (to cut the hair leaving a crest down the centre) kureva muchochororo wevhudzi.