Svetuka kuchirochemo

Matongo sezita

Kubva Wikipedia

Matongo izita rinowanikwa muZimbabwe, Botswana neZambia.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaIkizu vanoti ritongo (n. deserted place) kureva dongo. Luganda vanoti amatongo (desolate).
  • VaLenje vanoti matongo (site of abandoned village or camp, garden etc) kureva dongo kana musasa wakare.
  • Zigula vanoti dongo (n. crowd; multitude). Mamwe mazwi: kudongana (v. to follow one another).
  • VaKabwa vanoti eritongo (n. deserted place) kureva dongo.
  • VaNande vanoti amathongo (abandoned village; ruined dwellings) kureva dongo. VaYao vanoti masame (deserted village) kureva dongo.
  • VaTonga vanoti citongo, itongo, litongo kana matongo (deserted village) kureva dongo.