Temwanjira

Kubva Wikipedia

Temwanjira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLungu vanoti ukutemwa (to love) kureva kuda. Mamwe mazwi ukutemwaana (to love each other) kureva kudanana.
  • VaLungu vanoti ukutemwiiwa (to be loved) kureva kudiwa.
  • VaLenje vanoti temwa (to love; like, enjoy; be fond of) kureva kuda kana kufarira.