Nhabvu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Students at play.jpg

Nhabvu (Soccer) mutambo unotambwa nezvikwata zviviri chimwe chine vatambi gumi nemumwe. Nhabvu inotambwa nebhora rokuti vatambi vanenge vachikava bhora nechinangwa chekuti bhora rinwe kugedhi rechimwe chikwata.

Zvikwata zvenhabvu zvine mukurumbira muZimbabwe zvinosanganisira Dynamos, Caps United, Highlanders ne Gweru United.