Tagdal
Mataridziko
Tagdal mutauro weAfrika unowanikwa kuNiger.
- Tagdal inoti gaŋga (v. forbid). Fananidzai nokuti kukangaidza.
- Tagdal inoti kullu (all) kureva zvose. Fananidzai nokuti guru (group, herd, flock).
- Tagdal inoti tammasna (n. north) kureva maodzanyemba.
- Tagdal inoti geeri (saddle) kureva chisharo.
- Tagdal inoti alzinni (n. genie - with the broader meaning of spirit or demon, depending on source).
- Tagdal inoti barri (n. horse) kureva bhiza.
- Tagdal inoti karad (three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: huuwa (n. milk) kureva mukaka.
- Tagdal inoti barra (locative verb). Mamwe mazwi: gungu (n. belly) kureva dumbu.
- Tagdal inoti soora (milk animal) kukama chipfuyo.
- Tagdal inoti dar (place on to of) kuisa pamusoro.
- Tagdal inoti boora (person) kureva munhu. Mamwe mazwi: horra (be difficult).
- Tagdal inoti koora (be hot) kureva kupisa. Mamwe mazwi: goora (v. sit) kureva kugara.
- Tagdal inoti ganda (my country) kureva nyika yangu.
- Tagdal inoti hanzi (moon) kureva mwedzi.
- Tagdal inoti bundu (n. stick) kureva chimuti.
- Tagdal inoti dumbu (slaughter) kureva kubaya
- Tagdal inoti fus (swelling) kureva kuzvimba.
- Tagdal inoti ber (older sibling) kureva mukoma.
- Tagdal inoti tuk (hidden thing) kureva chakavandika.
- Tagdal inoti waw (insult) kureva kutuka.
- Tagdal inoti baaya (love) kureva rudo.
- Tagdal inoti saawa (resemblance) kureva kufanana.
- Tagdal inoti konda (n. ant) kureva svosve.
- Tagdal inoti kamba (n. hand) kureva ruwoko.
- Tagdal inoti sarho (favour) kureva nyasha.
https://www.lotpublications.nl/Documents/608_fulltext.pdf [1]