Shauri

Kubva Wikipedia

Shauri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSwahili neMakua vanoti shauri kana mashauri (advice; plan).
  • Vatauri veMakua vanoti mashauri (counsel).
  • Vatauri veMakua vanoti upanga mashauri (consult).