Svetuka kuchirochemo

Sembo sezita

Kubva Wikipedia

Sembo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Pierrette Sembo; Taurai Sembo; Haidah Sembo; Edgar Sembo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mandinka inoti sembo (n. power; energy; strength; might) kureva simba.
  • Mandinka inoti sembema (n. powerful; energetic; potent; mighty) kureva kugwinya.
  • Mandinka inoti sembemaya (n. potency).