Rutakaza

Kubva Wikipedia

Rutakaza izita remhuri rinowanikwa muTanzania, Uganda neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Sage Rutakaza; Freddy Rutakaza; Roger Rutakaza, Eva Rutakaza, Rutakaza Mushosi.
  • Mazwi ari pedyo: Mataka, Chitaka.
  • Chitaka (n. liver).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Venda inoti tshitaka (n. undergrowth).
  • Luganda inoti ekitaka (n. brown) kureva bhurauni.
  • Luganda vanoti obutaka kana obuzaale (n. ancestry) kureva madzitateguru.
  • Kinande inoti ekitaka (n. earth, domain). Fananidzai nokuti dhaga?