Svetuka kuchirochemo

Chitaka sezita

Kubva Wikipedia

Chitaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luganda inoti ekitaka (n. brown) kureva bhurauni.
  • Venda inoti tshitaka (n. undergrowth). Runyambo inoti citaka (adj. brown) kureva brauni.
  • Luganda vanoti obutaka kana obuzaale (n. ancestry) kureva madzitateguru.
  • Kinande inoti ekitaka (n. earth, domain). Fananidzai nokuti dhaga?
  • VaTaabwa vanoti kutakasa (n. purify, refine, filter) kureva kuchenesa.