Rusero sezita

Kubva Wikipedia

Rusero izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tsitsi Rusero; Tinashe Rusero; Jane Rusero; Getrude Rusero.
  • Zvinyorwa zviri pedyo: Rusero, Chisero.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi inoti liselo kana maselo (n. winnowing basket) zvichireva rusero. Luwanga vanoti okhuseretsa (v. winnow) kureva kusera.
  • Nyungwe inoti cisero (basket used for winnowing grain) kureva rusero. Venda inoti tselo kureva rusero.
  • Herero inoti serura (v. to make level, to make straight, plain, make smooth). Mamwe mazwi: seruka (v. to be level, to be even).