Pfini

Kubva Wikipedia

Pfini (kureva spite; malice) kana chinya zvinoreva kuita zvinhu nenzira yokuda kusvotesa kana kurwadzisa.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti lunya (n. cruelty, hardness of heart) zvichida vanoreva chinya.
  • MaZulu vanoti ulunya (n. Cruelty, callousness; hardness of heart; lack of mercy; harshness) zvichida vanoreva chinya.
  • VaYao vanoti wanga (treat with malice) vachireva kuitira pfini.
  • VaWabo vanoti onyonya (v. annoy) vachireva kunyon'onya.

Mamwe mashoko ekuringa:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]