Kunyon'onya
Izwi rokuti kunyon'onya (rubbing the wrong way) rinotsanangura munhu ane katsika kanokubhowa, kanokufinhura, kasingakuitire zvakanaka.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Chitongo anondinyon'onya nezvaanoita kana adhakwa.