Nyota sezita
Mataridziko
Nyota izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Olaga Nyota; Moses Nyota; Sarah Nyota; Nyota Msendele.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.