Nyani sezita
Mataridziko
Nyani izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Shyleen Nyani; Thelmah Nyani; Nosipho Nyani; Kundai Nyani.
- Kune dunhu rinonzi Chinyani kuchamhembe kwenyika yeMalawi
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.