Nyangombe

Kubva Wikipedia

Nyangombe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kelvin Nyangombe; Machaya Nyangombe; Kudzai Nyangombe; Tadenyika Nyangombe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti chinghombe (n. a clever, skilful worker, an expert in anything) vachireva mazvikokota.
  • VaMambwe vanoti munghombe (n. clever, skilful person) munhu ane hunyanzvi nehuchenjeri.
  • VaMambwe vanoti nghomba (a professional singer and dancer) vachireva munhu nyanzvi yekuimba nekudzana.
  • Kimbundu vanoti jingombe (n. oxen) vachireva mombe.

Mazwi ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]