Nyamukuta sezita
Mataridziko
Nyamukuta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Abigail Nyamukuta; Melania Nyamukuta; Francis Nyamukuta; Danai Nyamukuta.
- Mazita ari pedyo: Mukuta.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.