Mukuta sezita
Mataridziko
Mukuta izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Rwanda neDRC.
- Vanhu vane zita iri: Enina Mukuta; Innocent Mukuta; Patson Mukuta; Portia Mukuta.
- Mamwe mazita: Nyamukuta.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.