Nyamujara

Kubva Wikipedia

Nyamujara izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • vanhu vane zita iri: Charles Nyamujara; James Nyamujara; Ezra Nyamujara; Chipo Nyamujara.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti kujala (to lay in order side by side). VaHaya vanoti kujwala (to wear) vachireva kupfeka.
  • VaLenje vanoti jala (to close, shut) vachireva kuvhara kana kuzarira. VaLenje vanoti jala kana chala (be left behind, stay, remain) kureva kusara kana kusiyiwa.
  • MaZulu vanoti jala (v. write) vachireva [[kunyora].
  • Shambala neVaZigula vanoti kujala (to forget) richireva kukanganwa.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]