Nyambuya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyambuya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti muya kana muuya (skilled workman, mechanic, smith).
  • VaKabwa vanoti omuuya (1. beloved, 2. good-looking - term of endearment between husband and wife).
  • VaNyaturu vanoti mbua (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • MaZulu vanoti imbuya (n. Amaranthus Thunbergii - a herb) vachireva bonongwe kana mbowa.